1 Timoti 4:15-16
1 Timoti 4:15-16 SCLB
Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Zvichenjerere iwe pachako uchichenjererawo zvaunodzidzisa. Zvibatisise izvozvo nokuti nokuita izvozvo unozviponesa iwe pachako navanokunzwa.