Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 19:8

1 Madzimambo 19:8 SCLB

Akamuka akadya akanwira mvura. Nesimba rembuva iyoyo akagona kufamba siku nesikati kwamazuva makumi mana kuHorebhu, gomo raMwari.