Zvino pfungwa dzenyu nomwoyo yenyu ngazvichiva pakutsvaka Tenzi, Mwari wenyu. Imi mochitomira muvake nzvimbo inoera yaTenzi Mwari kuitira kuti bhokisi rechitenderano raMwari nemidziyo inoera yaMwari iiswe mumba yakavakirwa kuisa zita raTenzi.”
Verenga chikamu 1 Nhoroondo 22
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Nhoroondo 22:19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo