Zvakaratidzwa 14:8
Zvakaratidzwa 14:8 SCLBD
Mumwewo mutumwa wechipiri akatevera achiti, “Guta guru reBhabhironi raparara, raparara. Raparara iro rainwisa nyika dzose waini yehavi dzaro dzakaipa.”