Zvakaratidzwa 14:7
Zvakaratidzwa 14:7 SCLBD
Akadaidzira nezwi guru achiti, “Ityai Mwari mumupe mbiri nokuti nguva yake yokutonga yasvika. Munamatei iye akasika denga napasi negungwa nezvisipiti zvemvura.”