Kunyange ndikafamba mumupata werima rakati kwirindindi handingatyi chakaipa nokuti imi muneni. Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Verenga chikamu Nziyo 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 23:4
3 Mazuva
Ko muKristu angakunda sei apindana nematambudziko nekuyedzwa. Chidzidzo chino chinoongorora huvapo hwaMwari, zvinodikanwa kuti muKristu ave nekukunda miyedzo nematambudziko kutenda nekuvimba mushoko raMwari.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo