nokuti TENZI akarurama, anoda kuita kwakarurama, vakarurama vachaona uso hwake.
Verenga chikamu Nziyo 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 11:7
3 Mazuva
Kutonga kwaMwari zvinomboreveiko, ko zvatinoita nekusarudza zvinechekuita nekutonga kwaMwari pamusoro peupenyu hwedu here? Chidzidzo chino chichatibatsira kunzwisisa ngoni nekutonga kwaMwari. Uye tichajekerwa kuti zvatinoita nesarudzo dzatinotora dzinodaidza kutonga nengoni dzaMwari nemutowo upi.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!