Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 5:3-7

Mateu 5:3-7 SCLBD

“Vakakomborerwa zvavo varombo mumweya nokuti umambo hwedenga ndohwavo. Vakakomborerwa zvavo vanochema nokuti vachanyaradzwa vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa. Vakakomborerwa zvavo vane tsitsi nokuti vachaitirwawo tsitsi.

Verenga chikamu Mateu 5