Ezekieri 23:35
Ezekieri 23:35 SCLBD
Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Pamusana pokuti wakandikanganwa ukandikanda kuseri kwako. Hezvoka worumwa nechokuchera nokushaya kwakoka hunhu nounzenza hwako.