Ezekieri 22:30
Ezekieri 22:30 SCLBD
Zvino ndakatsvaga pakati pavo munhu angavake rusvingo, anomira pakakoromoka pamberi pangu, akamiririra nyika kuitira kuti ndirege kuiparadza. Asi hapana wandakawana.