Muparidzi 10:10
Muparidzi 10:10 SCLBD
Kana demo rakagomara pamusana pokuti harina kurodzwa, kurishandisa unofanira kutoita nesimba rakawanda. Pakadai ungwaru ndihwo hunoita kuti munhu abudirire.