Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 5:11

2 Vakorinde 5:11 SCLBD

Saizvozvo, sokuziva kwatinoita kuti kutya Mwari kunorevei, tinokurudzira vanhu; asi zvatiri zvinozivikanwa naMwari uye tinotarisira kuti zvinozivikanwawo nehana dzenyu.