2 Nhoroondo 31:21
2 Nhoroondo 31:21 SCLBD
Basa rose raaiitira imba yaMwari maererano nomutemo nemirao achitsvaka Mwari wake, aiita nomwoyo wose zvichibva zvabudirira.