2 Nhoroondo 20:16
2 Nhoroondo 20:16 SCLBD
Mangwana dzikai mundovarwisa. Izvozvo vachakuvingai nokumukwidza weZizi. Muchavawana vava kwakaperera bani racho, kumabvazuva kwerenje reJerueri.