1 Samueri 12:24
1 Samueri 12:24 SCLBD
Chenyu imi, kutya Tenzi, mumunamate nomwoyo wose, makatendeka nokuti munofanira kuyeuka zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.