Varoma 16:1-2
Varoma 16:1-2 SNA2002
Ndinoreverera kwamuri Fibhi, hanzvadzi yedu, mushandiri wekereke iri paKenikiria. Kuti mumugamuchire muna Ishe, sezvinofanira vatsvene, nokumubatsira pazvinhu zvose zvaangashayiwa; nokuti iye amene akabatsira vazhinji, neniwo ndimene.

