Zvakazarurwa 3:2
Zvakazarurwa 3:2 SNA2002
Pepuka, usimbise izvo zvakasara, zvakanga zvoda kufa; nokuti handina kuwana mabasa ako ari akakwana pamberi paMwari wangu.