Mapisarema 78:4
Mapisarema 78:4 SNA2002
Hatingazvivanziri vana vavo, Asi tichaudza rudzi runotevera mabasa angarumbidzwa aJehovha, Nesimba rake, namabasa ake, anoshamisa, aakaita.