Mapisarema 55:18
Mapisarema 55:18 SNA2002
Wakadzikinura mweya wangu norugare, kukasava nomumwe akaswedera kwandiri; Nokuti vakanga vachirwa neni, vaiva vazhinji.