Mapisarema 28:7
Mapisarema 28:7 SNA2002
Jehovha ndiye simba rangu nenhoo yangu; Mwoyo wangu wakavimba naye, ndikabatsirwa; Saka mwoyo wangu unofara kwazvo, Ndichamurumbidza norwiyo rwangu.