Zvirevo 8:10-11
Zvirevo 8:10-11 SNA2002
Gamuchirai kuraira kwangu, murege kugamuchira sirivha; Nezivo, kupfuura ndarama yakasarurwa. Nokuti uchenjeri hwakanaka kupfuura korari; Zvose zvinodikanwa hazvingaenzaniswi nahwo.