Zvirevo 7:8-9
Zvirevo 7:8-9 SNA2002
Richipfuura nenzira yomumusha pedyo nekona yeimba yomukadzi uyo, Richifamba nenzira kuimba yomukadzi; Nenguva yorubvunzavaeni, nenguva yamadeko ezuva, Pakati pousiku kwasviba.