Zvirevo 4:11-13
Zvirevo 4:11-13 SNA2002
Ndakakudzidzisa panzira youchenjeri; Ndakakufambisa pamakwara akarurama. Kana uchifamba, tsoka dzako hadzingapinganidzwi; Kana uchimhanya, haungagumburwi. Natsa kubata kurairirwa; usakuregedza; Ukuchengete, nokuti ndihwo hupenyu hwako.

