Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 1:3-5

VaFiripi 1:3-5 SNA2002

Ndinovonga Mwari wangu nguva imwe neimwe kana ndichikufungai, ndichikumbira nomufaro nguva dzose pakukumbira kwangu kwose, pamusoro penyu mose nokuda kwokusangana kwenyu paVhangeri kubva pazuva rokutanga kusvikira zvino

Verenga chikamu VaFiripi 1