Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 5:3-7

Mateu 5:3-7 SNA2002

“Vakaropafadzwa varombo mumweya; nokuti ushe hwedenga ndohwavo. “Vakaropafadzwa vanochema; nokuti vachanyaradzwa. “Vakaropafadzwa vakapfava; nokuti vachagara nhaka yenyika. “Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa. “Vakaropafadzwa vane ngoni; nokuti vachaitirwa ngoni.

Verenga chikamu Mateu 5