Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 3:1-3

Mateu 3:1-3 SNA2002

Namazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea, achiti, “Tendeukai, nokuti ushe hwokudenga hwaswedera pedyo.” Nokuti uyu ndiye wakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Izwi raanodana murenje: ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ”

Verenga chikamu Mateu 3