Joshua 2:8-9
Joshua 2:8-9 SNA2002
Zvino vachigere kuvata, Rakabhi ndokukwira kwavari pamusoro pedenga, akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha wakakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu.