Vatongi 7:4
Vatongi 7:4 SNA2002
Ipapo Jehovha akati kuna Gidheoni, “Nazvino vanhu vachiri vazhinji, enda navo kumvura ndivaidzepo; zvino kana ndikati kwauri, ‘Uyu anofanira kuenda newe, ndiye uchaenda newe;’ asi kana ndikati kwauri, ‘Uyu haafaniri kuenda newe,’ iye haangaendi.”

