Jakobho 2:14
Jakobho 2:14 SNA2002
Zvinobatsirei hama dzangu, kana munhu achiti, ndinokutenda, asi asina mabasa? Ko kutenda uko kungamuponesa here?