Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 35:1-2

Isaya 35:1-2 SNA2002

Renje nenyika yakaoma zvichafara; sango richafara kwazvo, richatumbuka seruva. Richatumbuka zhizhinji, nokufara kwazvo nomufaro nokuimba; richapiwa kunaka kukuru kweRebhanoni, noukomba hweKarimeri neSharoni; vachaona kunaka kukuru kwaJehovha, ihwo ukomba hwaMwari wedu.

Verenga chikamu Isaya 35