Ezekieri 23:49
Ezekieri 23:49 SNA2002
Vachakutsivirai zvakashata zvenyu, imi muchava nezvivi zvezvifananidzo zvenyu, zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”