Zvino Mwari ane nyasha zhinji-zhinji, nokuda kworudo rwake rukuru, rwaakatida narwo, kunyange takanga takafa mukudarika kwedu, akatiraramisa pamwechete naKristu makaponeswa nenyasha
Verenga chikamu VaEfeso 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaEfeso 2:4-5
3 Mazuva
Takaporeswa Nenyasha inzvimbo yemufungo wemazuva oseinokurukura nezvenyasha dzaMwari. Tinoongorora hupfumirwerudo rwaMwari, chipo cheruponeso nenyasha kuburikidzanekutenda, uye mabasa akanaka aakagadzirira mumwenemumwe wedu kuti tiite. Ngatiti kukurei pamwe chetemukunzwisisa kwedu kunoshamisa kwenyasha dzaMwari.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo