Ngaavongwe Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Kristu, akatiropafadza nokuropafadza kwose kwoMweya, kudenga muna Kristu
Verenga chikamu VaEfeso 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaEfeso 1:3
3 Mazuva
Mukati meguta mune uipi hwakanyanyisa, Pauro anonyora kuti makristu azive izvo Mwari zvavanofunga pamusoro pevanhu. Mwari vanotida. Kumuziva kwedu zvakanyanya, ndiko kunzwisisawo kwedu rudo rwake kwatiri. Tose tinotarisira kudiwa nekugamuchirwa kwakanaka, uye kunofadza. Kumakristu, takadiwa nekusarudzwa naMwari nyika isati yavambwa. Tiri wake uye vamwe vemhuri yake.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo