Dhanieri 9:4
Dhanieri 9:4 SNA2002
Ndikanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura zvivi, ndikati, ‘Aiwa, Ishe, Mwari mukuru anotyisa, anosimbisa sungano yake nenyasha dzake kuna vanomuda, vanochengeta mirayiro yake