Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 2:2-3

Mabasa 2:2-3 SNA2002

Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga, kukazadza imba yose mavakanga vagere. Vakaonawo marimi achiparadzana, anenge emoto; ndokumhara pamusoro womumwe nomumwe wavo.

Verenga chikamu Mabasa 2