2 Madzimambo 5:13
2 Madzimambo 5:13 SNA2002
Zvino varanda vake vakaswedera, vakataura naye, vakati, “Nhai, baba vedu, dai muporofita akakurairai kuita chinhu chikuru, hamuchizviita here? Ndoda zvaakati kwamuri, ‘Shamba, uve wakanaka?’ ”