2 Madzimambo 4:7
2 Madzimambo 4:7 SNA2002
Ipapo akandoudza munhu waMwari, iye akati, “Chienda undotengesa mafuta, uripe chikwerete chako, urarame nezvakasara, iwe navanakomana vako.”