2 Madzimambo 4:6
2 Madzimambo 4:6 SNA2002
Midziyo yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndipezve mumwe mudziyo.” Iye akati kwaari, “Hapachina mumwe mudziyo; mafuta akagumawo.”