2 Madzimambo 2:12
2 Madzimambo 2:12 SNA2002
Erisha akazviona, akadanidzira, achiti, “Baba vangu, baba vangu, ngoro yeIsiraeri navatasvi vayo vamabhiza!” Akasazomuonazve; akabata nguo dzake akadzibvarura napakati.