2 Makoronike 36:23
2 Makoronike 36:23 SNA2002
“Zvanzi naKoreshi mambo wePerisia, ‘Jehovha Mwari wokudenga akandipa ushe hwose hwenyika, akandiraira kuti ndimuvakire imba paJerusaremu riri paJudha. “ ‘Ani naani aripo pakati penyu wavanhu vake, Jehovha Mwari wake ngaave naye, ngaakwire hake ko.’ ”

