Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 12:17-19

1 VaKorinde 12:17-19 SNA2002

Kana muviri wose raiva ziso, kunzwa kwaivepiko? Kana wose kwaiva kunzwa, kunhuwidza kwaivepiko? Asi zvino Mwari akaisa mutezo mumwe nomumwe pamuviri sezvaakada. Kana yose waiva mutezo mumwe, muviri waivepiko?