Rwiyo Rukuru 5:16
Rwiyo Rukuru 5:16 SUB1949
Muromo wake wakanaka kwaɀo; Ɀirokwaɀo, wakaiȿo‐naka kwaɀo‐kwaɀo. Ndiɀo ɀakaita muɗiwa waŋgu, ndiɀo ɀakaita shamŋari yaŋgu, Imi ʋakunda ʋeJerusarema.