Jehova, ndinoʋimba nemi; Ŋgandirege kutoŋgonyadziswa. Ndirwirei mukururama kwenyu, ndisunuŋgurei; Rerekerai nzeʋe yenyu kwandiri, mundiponese. Iʋai ɗombo raŋgu mandiŋgagara, kwandiŋgaramba ndicienda; Makaraira kuti ndiponeswe; Nokuti ndi’mi ɗombo raŋgu nenhare yaŋgu.
Verenga chikamu Mapisarema 71
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 71:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo