Mapisarema 61:1-2
Mapisarema 61:1-2 SUB1949
Inzwai kucema kwaŋgu, Mŋari; Tererai munyeŋgetero waŋgu. Ndicaɗana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mŋoyo waŋgu waziya; Ndiperekedzerei kuɗombo randisiŋgaȿikiri.