Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 52:8-9

Mapisarema 52:8-9 SUB1949

Asi kana ndiri’ni, ndakafanana nomuorivi munyoro muimba yaMŋari; Ndinoʋimba netsitsi dzaMŋari nokusiŋgaperi‐peri. Ndicakuʋoŋgai nokusiŋgaperi, nokuti ndi’mi makaɀiita; Ndicamirira zita renyu pamberi paʋatȿene ʋenyu nokuti rakanaka.