Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 5:11-12

Mapisarema 5:11-12 SUB1949

Asi ʋose ʋanoʋimba nemi ŋgaʋafare, Ŋgaʋaɗanidzire nomufaro ŋguʋa dzose, nokuti imi munoʋadzitira; Ʋose ʋanoɗa zita renyu ŋgaʋafare nemi. Nokuti mucaropafadza wakarurama; Imi Jehova, mucamukomberedza nenyasha senhoʋo.