Mapisarema 13:2
Mapisarema 13:2 SUB1949
Ndicafuŋga mano mumŋeya maŋgu kuȿikira rini, Ndineshuŋgu pamŋoyo paŋgu zuʋa rimŋe nerimŋe? Muʋeŋgi waŋgu ucandikurira kuȿikira rini?