Ɀireʋo 8:10-11
Ɀireʋo 8:10-11 SUB1949
Gamucirai kuraira kwaŋgu, murege kugamucira sirveri; Neziʋo, kupfuʋura ndarama yakasarurwa. Nokuti ʋucenjeri bgakanaka kupfuʋura korari; Ɀose ɀinoɗikanwa haɀiŋgaenzaniswi nabgo.