Ɀireʋo 4:18-19
Ɀireʋo 4:18-19 SUB1949
Asi gwara raʋakarurama rakaita seciedza camambakwedza, Cinoramba ciciwedzera kubginya kuȿikira pamasikati makuru. Nzira yaʋakaipa yakaita serima; Haʋaziʋi ciŋgaʋagumbusa.