Ɀireʋo 3:9-10
Ɀireʋo 3:9-10 SUB1949
Kudza Jehova neɀaunaɀo, Ʋuye neɀitȿa ɀaɀose ɀawakawana; Ipapo matura ako acazadzwa neɀakawanda, Makate ako acapfacuka newaini itȿa.